Online Bibel

- Annoncer -

Zekaria 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iʋo ʋakapindura mutumŋa waJehova wakaŋga amire pakati pemiti yemimirte, ʋakati: Takapota‐pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere icizorora.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota-pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.”

Se kapitlet Kopi

Zekaria 1:11

Følg os:

Annoncer

Annoncer