Zefania 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 zuʋa rehwamanda neremhere, ɀinoridzirwa maguta akakomberedzwa namaȿiŋgo neshoŋgwe dzakakwirira. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200216 zuva rehwamanda neremhere, zvinoridzirwa maguta akakomberedzwa namasvingo neshongwe dzakakwirira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zuva rehwamanda nemhere yehondo yokurwisa maguta akakomberedzwa namasvingo, nokurwisa shongwe dzomumakona. Se kapitlet |