Zefania 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kucanzwika mhere inobva pasuʋo rehoʋe, nokucema kunobva kurutiʋi rutȿa rweguta, nokukoromoka kukuru kunobva kumakomo. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 “Zvino nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuchanzwika mhere inobva pasuo rehove, nokuchema kunobva kurutivi rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kunobva kumakomo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuchema kuchanzwikwa kubva kuSuo reHove, kuungudza kubva kuRutivi Rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kubva kuzvikomo. Se kapitlet |