ƲaKorose 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 sokuzvidzidza kwamakaita kuna Epafurasi mushandipamwe nesu wapamwoyo. Mushandi akatendeka waKristu anomirira isu, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 seɀamakadzidza kunaEpafrasi, muranda pamŋe cete nesu, unoɗikanwa, mushumiri wakatendeka waKristu nokuɗa kwenyu, Se kapitletShona Bible 1949 revised 20027 sezvamakadzidza kuna Epafirasi, muranda pamwechete nesu, anodikanwa, mushumiri akatendeka waKristu nokuda kwenyu, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 sokuzvidzidza kwamakaita kuna Epafurasi mushandipamwe nesu wapamwoyo. Mushandi akatendeka waKristu anomirira isu, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona7 sokuzvidzidza kwamakaita kuna Epafurasi mushandipamwe nesu wapamwoyo. Mushandi akatendeka waKristu anomirira isu, Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Makazvidzidza kubva kuna Epafrodhitasi, muranda pamwe chete nesu anodikanwa, mushumuri akatendeka waKristu nokuda kwedu, Se kapitlet |