ƲaFiripi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndiɀo zandinonyeŋgetera, kuti ruɗo rwenyu rurambe ruciŋgowanda pakuziʋa nokunzwisisa kwose; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Ndizvo zvandinonyengetera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchingowanda pakuziva nokunzwisisa kwose; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye uyu ndiwo munyengetero wangu: kuti rudo rwenyu ruwande uye muwanze kuziva nokunzwisisa, Se kapitlet |