Online Bibel

- Annoncer -

ƲaEfeso 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 munaiye, watakaitwa ʋo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokuraira kwaiye, unoita ɀose nokufuŋga kwokuɗa kwake;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

11 muna iye, watakaitwawo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokurayira kwaiye, anoita zvose nokufunga kwokuda kwake;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake,

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Iye watakasarudzwawo maari, tarongerwa kare nhaka maererano nokuronga kwaiye anoita zvose mukusimbisa vavariro yokuda kwake,

Se kapitlet Kopi

ƲaEfeso 1:11

Følg os:

Annoncer

Annoncer