Rute 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndakaenda ndakapfumawo Asi Tenzi andidzora ndachiti dano, ndisisina kana chinhu muchanza. Chamunonditi Naomi, ndechipi ipapa, kana Tenzi achindipa nhamo kudai, kana iye Samasimbaose achitondirwadzisa kudai?” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndakaɓuɗa ndizere, Jehova akandidzosera ɀe kumusha ndisinecinhu; munondiidzireiko Naome, Jehova ɀaakandipupurira mhoȿa, Wamasimba‐ose ɀaakandimanikidza? Se kapitletShona Bible 1949 revised 200221 Ndakabuda ndizere, Jehovha akandidzoserazve kumusha ndisina chinhu; munondiidzireiko Naomi, Jehovha zvaakandipupurira mhosva, waMasimbaose zvaakandimanikidza?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndakaenda ndakapfumawo Asi Tenzi andidzora ndachiti dano, ndisisina kana chinhu muchanza. Chamunonditi Naomi, ndechipi ipapa, kana Tenzi achindipa nhamo kudai, kana iye Samasimbaose achitondirwadzisa kudai?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Ndakaenda ndakapfumawo Asi Tenzi andidzora ndachiti dano, ndisisina kana chinhu muchanza. Chamunonditi Naomi, ndechipi ipapa, kana Tenzi achindipa nhamo kudai, kana iye Samasimbaose achitondirwadzisa kudai?” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ndakaenda ndakazara, asi Jehovha akandidzosa ndisina chinhu. Seiko muchinditi Naomi? Jehovha akandirwadzisa; Wamasimba Ose akauyisa rushambwa pamusoro pangu.” Se kapitlet |