Online Bibel

- Annoncer -

Rute 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino wakati aciʋona kuti watsuŋgirira kwaɀo kuenda naye, akarega kuzotaura naye.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Zvino Naomi akati aona kuti Rute akanga ashinga kuenda naye, akarega kumugombedzera.

Se kapitlet Kopi

Rute 1:18

Følg os:

Annoncer

Annoncer