Rute 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Rute akapindura achiti, “Regai zvenyu kunditeterera kuti ini ndikusiyei kana kuti ndidzokere. Kwamuchaenda ndokwandichaendawo, kwamuchange mugere ndokwandichagarawo, vanhu vokwenyu vachavawo vokwangu, Mwari wenyu ndiye achavawo Mwari wangu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Rute akati: Musandirwaririra kuti ndikusiyei, ndirege kukuteʋerai; nokuti pamunoenda, neni ndicaenda’po ʋo; pamunoʋata, neni ndicaʋata’po ʋo; ʋanhu ʋenyu ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, naMŋari wenyu ucaʋa Mŋari waŋgu; Se kapitletShona Bible 1949 revised 200216 Rute akati, “Musandirwaririra kuti ndikusiyei, ndirege kukuteverai; nokuti pamunoenda neni ndichaendapowo; pamunovata, neni ndichavatapowo; navanhu venyu vachava vanhu vangu, naMwari wenyu achava Mwari wangu; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Rute akapindura achiti, “Regai zvenyu kunditeterera kuti ini ndikusiyei kana kuti ndidzokere. Kwamuchaenda ndokwandichaendawo, kwamuchange mugere ndokwandichagarawo, vanhu vokwenyu vachavawo vokwangu, Mwari wenyu ndiye achavawo Mwari wangu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Rute akapindura achiti, “Regai zvenyu kunditeterera kuti ini ndikusiyei kana kuti ndidzokere. Kwamuchaenda ndokwandichaendawo, kwamuchange mugere ndokwandichagarawo, vanhu vokwenyu vachavawo vokwangu, Mwari wenyu ndiye achavawo Mwari wangu. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi Rute akapindura akati, “Musandigombedzera kuti ndikusiyei kana kukufuratirai. Kwamunoenda ndiko kwandichaendawo, uye pamunogara ndipo pandichagarawo. Vanhu venyu vachava vanhu vangu uye Mwari wenyu achava Mwari wangu. Se kapitlet |