Rute 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Dzokerai vanangu muende zvenyu nokuti ikoku uku kutochembera kwandaita, hazvichaiti kuti ndiroorwe zvakare. Kunyange dai ndanga ndichine chitarisiro chembereko uye kunyange ndikava nomurume usiku hwanhasi ndikabereka vana vakomana, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Dzokai, ʋana ʋaŋgu, endai henyu, nokuti ini ndacembera, handiŋgawanikwi nomurume ɀe. Kunyaŋge ndikati: Ndicinetariro kuti ndiŋgaɓereka ʋanakomana, kana ndaiʋa nomurume ʋusiku bguno, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200212 Dzokai, vana vangu, endai henyu, nokuti ini ndachembera, handingawanikwi nomurumezve. Kunyangwe ndikati; ndichine tariro kuti ndingabereka vanakomana, kana ndaiva nomurume usiku hwuno, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Dzokerai vanangu muende zvenyu nokuti ikoku uku kutochembera kwandaita, hazvichaiti kuti ndiroorwe zvakare. Kunyange dai ndanga ndichine chitarisiro chembereko uye kunyange ndikava nomurume usiku hwanhasi ndikabereka vana vakomana, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona12 Dzokerai vanangu muende zvenyu nokuti ikoku uku kutochembera kwandaita, hazvichaiti kuti ndiroorwe zvakare. Kunyange dai ndanga ndichine chitarisiro chembereko uye kunyange ndikava nomurume usiku hwanhasi ndikabereka vana vakomana, Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Dzokerai, vanasikana vangu; ini ndachembera kwazvo zvokuti handingavi nomumwe murume. Kunyange dai ndaifunga kuti ndichine tariro, kunyange ndaiva nomurume usiku huno ndikabereka vanakomana, Se kapitlet |