Rute 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakati kwaari: Kwete, ticaenda nemi kana modzokera kuʋanhu ʋenyu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 Vakati kwaari, “Kwete, tichaenda nemi kana modzokera kuvanhu venyu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino vakati kwaari, “Tichadzokera nemi kuvanhu vokwenyu.” Se kapitlet |