Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

62 Ʋakabvunza ɓaɓa ʋake, ʋaciɗudzira namaʋoko, kuti anzi aniko.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

62 Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko?

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

62 Ipapo vakaninira namaoko kuna baba vake, kuti vazive zita raaida kupa mwana.

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:62

Følg os:

Annoncer

Annoncer