Ruka 1:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Ʋakati kwaari: Hakunomunhu kuhama dzenyu wakatumidzwa zita iro. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200261 Vakati kwaari, “Hakuna munhu kuhama dzenyu akatumidzwa zita iro.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi61 Ivo vakati kwaari, “Pakati pehama dzenyu hapana munhu ane zita iroro.” Se kapitlet |