Ruka 1:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Ɀino ʋakaʋakirana naʋo nehama dzake ʋakati ʋanzwa kuti Ishe wakaŋga amuitira ŋgoni huru, ʋakafara naye. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200258 Zvino vakavakidzana navo nehama dzavo vakati vanzwa kuti Ishe akanga amuitira ngoni huru, vakafara naye. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Vavakidzani vake nehama dzake vakanzwa kuti Ishe akanga amunzwira ngoni huru, vakafara pamwe chete naye. Se kapitlet |