Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Ɀino ŋguʋa yaErisabete yokuɀara kwake yakaȿika; akaɓereka mŋanakomana.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Nguva yakati yasvika yokuti Erizabheti ave nomwana, akazvara mwana mukomana.

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:57

Følg os:

Annoncer

Annoncer