Ruka 1:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Maria akazogara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu, ndokuzodzokera hake kumusha kwake. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Maria akagara naye mŋedzi ineŋge semitatu, akadzokera kumusha kwake. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200256 Maria akagara naye mwedzi inenge mitatu, akadzokera kumusha kwake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Maria akazogara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu, ndokuzodzokera hake kumusha kwake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona56 Maria akazogara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu, ndokuzodzokera hake kumusha kwake. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Maria akagara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu uye mushure maizvozvo akazodzokera zvake kumusha. Se kapitlet |