Ruka 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Namazuʋa aHerode, mambo weJudea, mumŋe muprista waiʋa’po, wainzi Zakaria, wegoʋero raAbia; mukadzi wake waiʋa waʋanasikana ʋaAroni, zita rake rainzi Erisabete. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Namazuva aHerodhi, mambo weJudhea, mumwe mupristi aivapo, ainzi Zekariya, wegovero raAbhia; mukadzi wake aiva wavanasikana vaAroni, zita rake rainzi Erizabheti. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Panguva yaHerodhi mambo weJudhea kwakanga kuno muprista ainzi Zekaria, akanga ari weboka rouprista hwaAbhija; mukadzi wake Erizabheti akanga ari chizvarwa chaAroni. Se kapitlet |