Ruka 1:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Wakaropafadzwa iye mukadzi wakatenda, nokuti ɀakataurwa naShe kwaari ɀicaitika. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200245 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Akaropafadzwa iye akatenda kuti zvakataurwa kwaari naShe zvichaitika!” Se kapitlet |