Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Nokuti, tarira, inzwi rokukwazisa kwako rakati riciȿika munzeʋe dzaŋgu, mŋana akakwakuka nomufaro muɗumbu raŋgu.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Nokuti, tarira, izwi rokukwazisa kwako rakati richisvika munzeve dzangu, mwana akakwakuka nomufaro mudumbu rangu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Pangosvika inzwi rokukwazisa kwenyu munzeve dzangu mwana ari mudumbu mangu abva akwakuka nomufaro.

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:44

Følg os:

Annoncer

Annoncer