Ruka 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai ʋaShe waŋgu? Se kapitletShona Bible 1949 revised 200243 Zvaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai vaIshe wangu? Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Asi ini ndanzwirwawo nyasha seiko, zvokuti mai vaShe wangu vauye kwandiri? Se kapitlet |