Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kune rimwe guta rokwaJudha.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Namazuʋa iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudea;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudhea;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kune rimwe guta rokwaJudha.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kune rimwe guta rokwaJudha.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Panguva iyoyo Maria akagadzirira ndokukurumidza kuenda kune rimwe guta romunyika yezvikomo yeJudhea,

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:39

Følg os:

Annoncer

Annoncer