Ruka 1:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo mutumŋa akati kwaari: Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMŋari. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200230 Ipapo mutumwa akati kwaari, “Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Maria, iwe wanzwirwa nyasha naMwari. Se kapitlet |