Ruka 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Chinzwa, uchava chimumumu, usingagoni kutaura kusvikira musi wazvichaitika, nokuti hauna kutenda zvandakuudza, izvo zvichazoitika nenguva yazvo.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Tarira, ucanyarara, usiŋgagoni kutaura, kuȿikira zuʋa rinoitwa ɀinhu iɀi, nokuti hauna‐kutenda mashoko aŋgu, acaitika neŋguʋa yawo. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200220 “Tarira, uchanyarara, usingagoni kutaura, kusvikira zuva rinoitwa zvinhu izvi, nokuti hauna kutenda mashoko angu, achaitika nenguva yawo.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Chinzwa, uchava chimumumu, usingagoni kutaura kusvikira musi wazvichaitika, nokuti hauna kutenda zvandakuudza, izvo zvichazoitika nenguva yazvo.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Chinzwa, uchava chimumumu, usingagoni kutaura kusvikira musi wazvichaitika, nokuti hauna kutenda zvandakuudza, izvo zvichazoitika nenguva yazvo.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye iye zvino uchava chimumumu uye uchatadza kutaura kusvikira pazuva razvichaitika, nokuti hauna kutenda mashoko angu, iwo achaitika nenguva yawo.” Se kapitlet |