Ruka 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Iwe uchazofara nokupembera, vazhinji vachazofarirawo kuberekwa kwake, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Iwe ucaʋa nomufaro nokufarisisa, naʋazhinji ʋacafarira kuɓerekwa kwake. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200214 Iwe uchava nomufaro nokufarisisa, navazhinji vachafarira kuberekwa kwake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Iwe uchazofara nokupembera, vazhinji vachazofarirawo kuberekwa kwake, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Iwe uchazofara nokupembera, vazhinji vachazofarirawo kuberekwa kwake, Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Achava mufaro nokufarisisa kwamuri, uye vazhinji vachafara nokuda kwokuberekwa kwake, Se kapitlet |