Online Bibel

- Annoncer -

Ruka 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Mutumŋa akati kwaari: Usatya Zakaria, nokuti kukumbira kwako kwanzwika, mukadzi wako Erisabete ucakuɓerekera mŋanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johane.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Mutumwa akati kwaari, “Usatya Zekariya, nokuti kukumbira kwako kwanzwika. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Zekaria; munyengetero wako wanzwikwa. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, uye unofanira kumutumidza zita rokuti Johani.

Se kapitlet Kopi

Ruka 1:13

Følg os:

Annoncer

Annoncer