Obadia 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀinhu ɀaEsau ɀakanɀerwa sei! Fuma yaʋo, yakaʋanzwa, yakafukunurwa sei! Se kapitletShona Bible 1949 revised 20026 Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei! Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi Esau achasiyiwa seiko asina chinhu, pfuma yake yakavigwa ichatorwa! Se kapitlet |