Online Bibel

- Annoncer -

Obadia 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hondo yenhapwa dzokwaIsiraeri iri kuHara ichatora hayo nyika yeFonisia kusvikira kuZarifati kuita zvavo nyika yavo. Nhapwawo dzokuJerusaremu dziri kuSefaradhi dzichatorawo maguta okuNegevhu kuaita adzo.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ʋatapxa ʋehondo iyi yaʋana ʋaIsraeri, ʋagere pakati paʋaKanani, ʋacatora nyika kuȿikira Zarefati; ʋatapxa ʋeJerusarema, ʋari Sefaradi, ʋacatora maguta okurutiʋi rwezasi.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Vatapwa vehondo iyi yavana vaIsiraeri, vagere pakati pavaKanani, vachatora nyika kusvikira Zarefati; vatapwa veJerusaremu, vari Sefaradhi, vachatora maguta okurutivi rwezasi.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hondo yenhapwa dzokwaIsiraeri iri kuHara ichatora hayo nyika yeFonisia kusvikira kuZarifati kuita zvavo nyika yavo. Nhapwawo dzokuJerusaremu dziri kuSefaradhi dzichatorawo maguta okuNegevhu kuaita adzo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Hondo yenhapwa dzokwaIsiraeri iri kuHara ichatora hayo nyika yeFonisia kusvikira kuZarifati kuita zvavo nyika yavo. Nhapwawo dzokuJerusaremu dziri kuSefaradhi dzichatorawo maguta okuNegevhu kuaita adzo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ungano iyi yavaIsraeri vakadzingwa vagere muKenani ichatora nyika kusvikira kuZarefati; vakadzingwa kubva muJerusarema vagere muSefaradhi vachatora maguta eNegevhi.

Se kapitlet Kopi

Obadia 1:20

Følg os:

Annoncer

Annoncer