Mateo 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Abhurahamu akabereka Isaki; Isaki akaberekawo Jakobho; Jakobho ndokuberekawo Judha; navanun'una vake. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Abrahama wakaɓereka Isaka; Isaka akaɓereka Jakobo; Jakobo akaɓereka Juda naʋanuŋuna ʋake; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Abhurahamu akabereka Isaka; Isaka akabereka Jakobho; Jakobho akabereka Judha navanun'una vake; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Abhurahamu akabereka Isaki; Isaki akaberekawo Jakobho; Jakobho ndokuberekawo Judha; navanun'una vake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 Abhurahamu akabereka Isaki; Isaki akaberekawo Jakobho; Jakobho ndokuberekawo Judha; navanun'una vake. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Abhurahama aiva baba vaIsaka, Isaka baba vaJakobho, Jakobho baba vaJudha namadzikoma ake, navanunʼuna vake, Se kapitlet |