Online Bibel

- Annoncer -

Mariko 1:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 achiti kwaari, “Uone kuti usataurire kana ani zvake; asi enda undozviratidza kumupristi, upe chipo chokuchenurwa kwako sezvakatemwa naMosesi, kuti chive chapupu kuvanhu.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Akati kwaari: Cenjera kuti urege kuʋudza munhu cinhu; asi enda uɀiratidze kumuprista, uɓayire pamsoro pokunatswa kwako ɀakarairwa naMosesi, ciʋe capupu kwaʋari.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Akati kwaari, “Chenjera kuti urege kuudza munhu chinhu; asi enda uzviratidze kumupristi, ubayire pamusoro pokunatswa kwako zvakarairwa naMosesi, chive chapupu kwavari.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 achiti kwaari, “Uone kuti usataurire kana ani zvake; asi enda undozviratidza kumupristi, upe chipo chokuchenurwa kwako sezvakatemwa naMosesi, kuti chive chapupu kuvanhu.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 achiti kwaari, “Uone kuti usataurire kana ani zvake; asi enda undozviratidza kumupristi, upe chipo chokuchenurwa kwako sezvakatemwa naMosesi, kuti chive chapupu kuvanhu.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 “Chenjera kuti urege kuudza mumwe munhu. Asi enda, undozviratidza kumuprista ugobayira chipiriso chakarayirwa naMozisi chokuporeswa kwako, chive chapupu kwavari.”

Se kapitlet Kopi

Mariko 1:44

Følg os:

Annoncer

Annoncer