Mariko 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akaenda, akaparidza mumasinagoge aʋo paGarirea rose aciɓuɗisa mŋeya yakaipa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200239 Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGariria rose achibudisa mweya yakaipa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Saka akafamba nomuGarirea yose, achiparidza mumasinagoge avo uye achidzinga madhimoni. Se kapitlet |