Mariko 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino musinagoge raʋo makaŋga munomunhu wakaŋga anomŋeya wetȿina, wakaɗanidzira, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200223 Zvino musinagoge ravo makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa, akadanidzira, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pakarepo mumwe murume akanga ari musinagoge ravo akanga akabatwa nomweya wakaipa akadanidzira achiti, Se kapitlet |