Online Bibel

- Annoncer -

Mariko 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Wakati apfuʋura ɀishoma, akaʋona Jakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane munuŋuna wake, ʋacigadzira ʋutaʋa mugwa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Akati apfuura zvishoma, akaona Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake, vachigadzira usvasvi muigwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Akati afamba chinhambwe zvishoma, akaona Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomununʼuna wake Johani vari mugwa, vachigadzira usvasvi hwavo.

Se kapitlet Kopi

Mariko 1:19

Følg os:

Annoncer

Annoncer