Online Bibel

- Annoncer -

Mariko 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 aciti: Ŋguʋa yazad ziswa, ʋushe bgaMŋari bgasweɗera pedyo; tendeʋukai, mutende Evaŋgeri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

15 achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Akati, “Nguva yasvika. Umambo hwaMwari hwaswedera. Tendeukai mutende vhangeri!”

Se kapitlet Kopi

Mariko 1:15

Følg os:

Annoncer

Annoncer