Mariko 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akaʋa murenje mazuʋa makumi manna, aciidzwa naSatani; wakaŋga ari kuɀikara, ʋatumŋa ʋakamushumira. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200213 akava murenje mazuva makumi mana, achiedzwa naSatani; akagara nezvikara, vatumwa vakamushandira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 uye akanga ari murenje kwamazuva makumi mana, achiedzwa naSatani. Akanga ari pamwe chete nemhuka dzesango uye vatumwa vakamushandira. Se kapitlet |