Maraki 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Dai kuri kuti Edhomu inoti, “Takaputswa asi tichavaka hedu matongo acho.” Tenzi wehondo nehondo ari kuti, “Kuvaka, vangavake havo asi ini ndichavapaza kudzamara vava kunzi, ‘Nyika youipi yavanhu vakagara vakashatirirwa naTenzi narinhi wose.’ ” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kunyaŋge Edomi ʋakati: Takaparadzwa heɗu, asi ticadzoka tikaʋaka ɀe matoŋgo; ɀanzi naJehova wehondo: Ʋacaʋaka, asi ini ndicakoromora; ʋanhu ʋacaʋatumidza, nyika yeɀakaipa, ʋuye ʋanhu ʋakatsamŋirwa naJehova nokusiŋgaperi. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 “Kunyange Edhomu vakati, ‘Takaparadzwa hedu, asi tichadzoka tikavakazve matongo,’ zvanzi naJehovha wehondo, ‘Vachavaka, asi ini ndichakoromora;’ vanhu vachavatumidza, nyika yezvakaipa, uye vanhu vakatsamwirwa naJehovha nokusingaperi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Dai kuri kuti Edhomu inoti, “Takaputswa asi tichavaka hedu matongo acho.” Tenzi wehondo nehondo ari kuti, “Kuvaka, vangavake havo asi ini ndichavapaza kudzamara vava kunzi, ‘Nyika youipi yavanhu vakagara vakashatirirwa naTenzi narinhi wose.’ ” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Dai kuri kuti Edhomu inoti, “Takaputswa asi tichavaka hedu matongo acho.” Tenzi wehondo nehondo ari kuti, “Kuvaka, vangavake havo asi ini ndichavapaza kudzamara vava kunzi, ‘Nyika youipi yavanhu vakagara vakashatirirwa naTenzi narinhi wose.’ ” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Edhomu angati, “Kunyange takaparadzwa hedu, tichavakazve matongo.” Asi zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Vangavaka havo, asi ndichakoromora. Vachanzi Nyika Yakaipa, vanhu vachagara vakatsamwirwa naJehovha. Se kapitlet |