Online Bibel

- Annoncer -

Mabasa 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 akaʋaraira, aʋuŋgana naʋo, kuti ʋarege kubva Jerusarema, asi ʋagarire cipikirwa caƂaɓa, aciti, ciya camakanzwa kwandiri;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

4 akavarayira, aungana navo, kuti varege kubva Jerusaremu, asi vagarire chipikirwa chaBaba, achiti, chiya chamakanzwa kwandiri;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti,

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Pane imwe nguva, paakanga achidya navo, akavarayira achiti, “Musabva muJerusarema, asi mumirire chipo chakavimbiswa naBaba vangu, icho chamakandinzwa ndichitaura pamusoro pacho.

Se kapitlet Kopi

Mabasa 1:4

Følg os:

Annoncer

Annoncer