Online Bibel

- Annoncer -

Judasi 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino kunaiye unogona kukuceŋgetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubginya kwake musinacamuŋgapomerwa, mucifara kwaɀo,

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino kuna iye anogona kukuchengetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamungapomerwa, muchifara kwazvo,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Kuna iye anogona kukuchengetai kuti murege kugumburwa uye anokuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamunopomerwa, uye nomufaro mukuru,

Se kapitlet Kopi

Judasi 1:24

Følg os:

Annoncer

Annoncer