Joshua 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Handiti ndakuudza kuti shinga utsunge mwoyo. Usambotya zvako, kana kuzeza nokuti Tenzi, Mwari wako achava newe kwose kwauchaenda.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ko handina‐kukuraira here? Simba, utsuŋge mŋoyo; usatya kana kuvunduswa, nokuti Jehova Mŋari wako unewe kwose kwaunoenda. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Ko handina kukuraira here? Simba, utsunge mwoyo; usatya kana kuvhunduswa, nokuti Jehovha Mwari wako unewe kwose kwaunoenda.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Handiti ndakuudza kuti shinga utsunge mwoyo. Usambotya zvako, kana kuzeza nokuti Tenzi, Mwari wako achava newe kwose kwauchaenda.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 Handiti ndakuudza kuti shinga utsunge mwoyo. Usambotya zvako, kana kuzeza nokuti Tenzi, Mwari wako achava newe kwose kwauchaenda.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Handina kukurayira here? Simba utsunge mwoyo. Usavhunduka; usaora mwoyo, nokuti Jehovha Mwari wako achava newe kwose kwaunoenda.” Se kapitlet |