Online Bibel

- Annoncer -

Jona 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakataurirana kuti, “Ngatiitei chin'ange tizive kuti ndiani atiparira nhamo yatiwira iyi.” Saizvozvo vakaita chin'ange, chikabata Jona.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino mumŋe nomumŋe wakati kushamŋari yake: Ʋuyai tikande mijenya, tiziʋe kuti njodzi iyi yatiwira nokuɗa kwaani. Ipapo ʋakakanda mijenya, mujenya ukaɓata Jona.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino mumwe nomumwe wakati kushamwari yake, “Uyai tikande mijenya, tizive kuti njodzi iyi yatiwira nokuda kwaani.” Ipapo vakakanda mijenya, mujenya ukabata Jona.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakataurirana kuti, “Ngatiitei chin'ange tizive kuti ndiani atiparira nhamo yatiwira iyi.” Saizvozvo vakaita chin'ange, chikabata Jona.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakataurirana kuti, “Ngatiitei chin'ange tizive kuti ndiani atiparira nhamo yatiwira iyi.” Saizvozvo vakaita chin'ange, chikabata Jona.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo vafambisi vechikepe vakati kuno mumwe nomumwe, “Uyai, tikande mijenya kuti tione kuti ndiani aita kuti tiwirwe nenjodzi iyi.” Vakakanda mijenya, mijenya ikawira pana Jona.

Se kapitlet Kopi

Jona 1:7

Følg os:

Annoncer

Annoncer