Johane 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Wakaʋuya kuneɀake, asi ʋanhu ʋake haʋana‐kumugamucira. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200211 Akauya kunezvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akauya kuna avo vakanga vari vake, asi vokwake havana kumugamuchira. Se kapitlet |