Jeremia 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Shoko raTenzi rakauya kwaari mumazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo wokwaJudha, muri mugore regumi nechitatu rokutonga kwake. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Shoko raJehova rakaʋuya kwaari pamazuʋa aJosia, mŋanakomana waAmoni, mambo waJuda, negore regumi namatatu rokuɓata kwake ʋushe. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Shoko raJehovha rakauya kwaari pamazuva aJosia, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha, negore regumi namatatu rokubata kwake ushe. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Shoko raTenzi rakauya kwaari mumazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo wokwaJudha, muri mugore regumi nechitatu rokutonga kwake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 Shoko raTenzi rakauya kwaari mumazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo wokwaJudha, muri mugore regumi nechitatu rokutonga kwake. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Shoko raJehovha rakauya kwaari mugore regumi namatatu rokutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha, Se kapitlet |