Jakobo 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana hama mutendi, munhuwo zvake, akasimudzirwa pamusoro ngaafare Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi hama iri muɗuku ŋgaafare nokukudzwa kwake; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Asi hama iri muduku zvayo ngaafare nokukudzwa kwake; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana hama mutendi, munhuwo zvake, akasimudzirwa pamusoro ngaafare Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana hama mutendi, munhuwo zvake, akasimudzirwa pamusoro ngaafare Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Hama iri panzvimbo yokuninipiswa ngaifare muchinzvimbo chayo chokukudzwa. Se kapitlet |