Jakobo 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 munhu, unemŋoyo miʋiri, unoshanduka‐shanduka panzira dzake dzose. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20028 munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 munhu ane mwoyo miviri, anongoshanduka-shanduka mune zvose zvaanoita. Se kapitlet |