Online Bibel

- Annoncer -

Jakobo 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi iʋai ʋaiti ʋeshoko, musaʋa ʋanzwi ʋoga, muciɀinyeŋgera.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi ivai vaiti veshoko, musava vanzwi voga, muchizvinyengera.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Musangova vanzwi veshoko bedzi, uye nokudaro muchizvinyengera. Itai zvarinoreva.

Se kapitlet Kopi

Jakobo 1:22

Følg os:

Annoncer

Annoncer