Jakobo 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Jemusi muranda waMwari uye waTenzi Jesu Kristu. Ndinokunyorerai imi marudzi gumi namaviri akapararira ndichiti kwaziwai. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jakobo, muranda waMŋari nowaShe Jesu Kristu, kumarudzi anegumi namaʋiri akapararira: Farai! Se kapitletShona Bible 1949 revised 20021 Jakobho, muranda waMwari nowaIshe Jesu Kristu, kumarudzi ane gumi namaviri akapararira: Farai! Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Jemusi muranda waMwari uye waTenzi Jesu Kristu. Ndinokunyorerai imi marudzi gumi namaviri akapararira ndichiti kwaziwai. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Jemusi muranda waMwari uye waTenzi Jesu Kristu. Ndinokunyorerai imi marudzi gumi namaviri akapararira ndichiti kwaziwai. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jakobho, muranda waMwari nowaIshe Jesu Kristu, kumarudzi gumi namaviri akapararira pakati pendudzi: Kwaziwai. Se kapitlet |