Isaya 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti ʋacanyadziswa pamsoro pemiti yemiouki yamaifarira, mucaʋa nenyadzi pamsoro peminda yamakasanaŋgura. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti vachanyadziswa pamusoro pemiti yemiouki yamaifarira, muchava nenyadzi pamusoro peminda yamakasanangura. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Nokuti muchanyadziswa nokuda kwemiti yomuouki yamunoeresa, yamunofadzwa nayo; muchanyadziswa nokuda kwamapindu amakasarudza. Se kapitlet |