Online Bibel

- Annoncer -

Genesi 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mŋari akaʋona ciedza, kuti cakanaka; Mŋari akaparadzanisa ciedza nerima.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima.

Se kapitlet Kopi

Genesi 1:4

Følg os:

Annoncer

Annoncer