Genesi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀiɓate ʋushe masikati noʋusiku, nokuparadzanisa ciedza nerima; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200218 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kuti zvibate ushe masikati nousiku, uye kuti zviparadzanise chiedza kubva parima. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Se kapitlet |