Genesi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ŋgaɀiʋe ɀiedza panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika; ɀikaita saiɀoɀo. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200215 ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye ngazvive zviedza munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika.” Uye zvakaita saizvozvo. Se kapitlet |