Ezekieri 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino mukati macho makabuda zvimwe zvinhu zvina zvakaita sezvisikwa zvipenyu. Chimiro chazvo chakanga chakadai seizvi, zvakanga zvakaita savanhu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino mukati maɀo mukaɓuɗa ɀakaŋga ɀakaita seɀipenyu ɀinna. Ɀakaŋga ɀakaɗai: Ɀakaŋga ɀakafanana nomunhu; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Zvino mukati mazvo mukabuda zvakanga zvakaita sezvipenyu zvina. Zvakanga zvakadai: Zvakanga zvakafanana nomunhu; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino mukati macho makabuda zvimwe zvinhu zvina zvakaita sezvisikwa zvipenyu. Chimiro chazvo chakanga chakadai seizvi, zvakanga zvakaita savanhu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino mukati macho makabuda zvimwe zvinhu zvina zvakaita sezvisikwa zvipenyu. Chimiro chazvo chakanga chakadai seizvi, zvakanga zvakaita savanhu. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 uye mumoto makanga mune zvakanga zvakaita sezvisikwa zvipenyu zvina. Pakuonekwa kwazvo, chimiro chazvo chakanga chiri chomunhu, Se kapitlet |